2 Corinthians 2:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunaʋamŋe tiri bgema bgorufu bgunoisa kurufu; kunaʋamŋe bgema bgoʋupenyu bgunoisa kuʋupenyu. Ɀino ndianiko uŋgakwanisa ɀinhu ɀakaɗai?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuno mumwe tiri munhuwi worufu; kuno mumwewo tiri munhuwi woupenyu. Zvino ndianiko angakwanisa basa rakadai?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vamwewo, munhuwi unouraya, kune vamwewo munhuwi unopa upenyu. Ndiani angakwanisane nazvo izvi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuna vamwe tiri hwema hworufu hunoisa kurufu; kuna vamwe hwema hwoupenyu hunoisa kuupenyu. Zvino ndianiko angakwanisa zvinhu zvakadai?
Shona 2009?
Kunavamwe tiri bwema bworufu bwunoisa kurufu; kuna vamwe bwema bwovupenyu bwunoisa kuvupenyu. Zvino ndianiko ungakwanisa zvinhu zvakadai?
Shona SUB 2002 Bible
Kuna vamwe tiri hwema hworufu hunoisa kurufu; kuna vamwe hwema hwoupenyu hunoisa kuupenyu. Zvino ndianiko angakwanisa zvinhu zvakadai?