2 Corinthians 2:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana mumŋe akacemedza hake, haana‐kundicemedza ini, asi ndiŋgati ɀimŋe‐ndirege kunyanyisa — imi mose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mumwe akauyisa kuchema, haana kuchemedza ini sokuchemedza kwaakaita imi mose, ndisingatauri mashoko akawanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana pane akarwadzisa vamwe mwoyo handisini waakarwadzisa. Neimwe nzira, tisingadi zvedu kumuomesera, tingangoti akakurwadzisai mose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana mumwe akachemedza hake, haana kundichemedza ini, asi ndingati zvimwe ndirege kunyanyisa imi mose.
Shona 2009?
Zvino kana mumwe akachemedza hake, haana kundichemedza ini, asi ndingati zvimwe ndirege kunyanyisaimi mose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana mumwe akachemedza hake, haana kundichemedza ini, asi ndingati zvimwe ndirege kunyanyisa imi mose.