2 Corinthians 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀirinani kuti mumukaŋganwire nokumunyaradza, kuti arege kuʋodzwa mŋoyo kwaɀo neshuŋgu huru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino, munofanira kumuregerera nokumunyaradza, kuitira kuti arege kuodzwa mwoyo kwazvo neshungu dzakanyanya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti dai machimuregerera zvenyu muchimunyaradza nokuti angadaro akasvika pakunyanyoodzwa mwoyo nokusuruvara kukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zviri nani kuti mumukanganwire nokumunyaradza, kuti arege kuodzwa mwoyo kwazvo neshungu huru.
Shona 2009?
Naizvozvo zvirinani kuti mumukangamwire nokumunyaradza, kuti arege kuvodzwa moyo kwazvo neshungu huru.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zviri nani kuti mumukanganwire nokumunyaradza, kuti arege kuodzwa mwoyo kwazvo neshungu huru.