2 Corinthians 2:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakanyora ʋo iɀi, kuti ndikuidzei, ndiziʋe kana munoterera paɀinhu ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chikonzero chakaita kuti ndikunyorerei chaiva chokuti ndione kana makanga muchigona kumira nokuteerera muzvinhu zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka ndakanyora kuti ndione ndingozivawo kuti imi munoteerera here muna zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakanyorawo izvi, kuti ndikuedzei, ndizive kana munoteerera pazvinhu zvose.
Shona 2009?
Nokuti ndakanyoravo izvi, kuti ndikuidzei, ndizive kana muchiteerera pazvinhu zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakanyorawo izvi, kuti ndikuedzei, ndizive kana munoteerera pazvinhu zvose.