2 Corinthians 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀatinomŋeya iwoyu wokutenda, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Ndakatenda, saka ndakataura; nesu ʋo tinotenda, saka tinotaura ʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwakanyorwa kuchinzi: “Ndakatenda; naizvozvo ndikataura.” Nomweya mumwe chete iwoyo wokutenda takatendawo uye naizvozvo tinotaura,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zvatino mweya mumwechetewo wechitendero wakanga uine uyo akanyora achiti, “Ndakatenda ndikataura, saizvozvo,” isuwo takatenda tinotaura saizvozvo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zvatino mweya iwoyu wokutenda, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Ndakatenda, saka ndakataura;” nesuo tinotenda, saka tinotaurawo;
Shona 2009?
Zvino zvatinomweya iwoyu wokutenda, sezvazvakanyorwa; zvichinzi: Ndakatenda, saka ndakataura; nesuvo tinotenda saka tinotauravo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zvatino mweya iwoyu wokutenda, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Ndakatenda, saka ndakataura;” nesuwo tinotenda, saka tinotaurawo;