2 Corinthians 4:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ticiziʋa kuti iye wakamutsa Ishe Jesu, ucatimutsa ʋo isu pamŋe cete naJesu; agotiisa pamberi pake pamŋe cete nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti tinoziva kuti iye akamutsa Ishe wedu Jesu kubva kuvakafa achazotimutsawo pamwe chete naJesu uye agotisvitsa pamberi pake pamwe chete nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
tichiziva kuti iye akamutsa Tenzi Jesu achatimutsawo naJesu achizotiunza pamwechete nemi paari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tichiziva kuti iye akamutsa Ishe Jesu, achatimutsawo isu pamwechete naJesu; agotiisa pamberi pake pamwechete nemi.
Shona 2009?
tichiziva kuti iye wakamutsa Ishe Jesu, uchatimutsavo isu pamwe chete naJesu; agotiisa pamberi pake pamwe chete nemi.
Shona SUB 2002 Bible
tichiziva kuti iye akamutsa Ishe Jesu, achatimutsawo isu pamwechete naJesu; agotiisa pamberi pake pamwechete nemi.