2 Corinthians 4:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀinhu ɀose ɀinoitwa nokuɗa kwenyu, kuti nyasha ɀadzakawanzwa naʋazhinji, dziwanze kuʋoŋga, kuti Mŋari akudzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvose zvinoitwa nokuda kwenyu, kuitira kuti nyasha dziri kusvikira vanhu vazhinji dziwanze kuvonga kuti Mwari akudzwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvi kuitira imi, kuti nyasha nokupararira kwadzinoita kuvanhu vakawanda kutendawo kuwande, kuti Mwari agorumbidzwa nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvinhu zvose zvinoitwa nokuda kwenyu, kuti nyasha zvadzakawanzwa navazhinji, dziwanze kuvonga, kuti Mwari akudzwe.
Shona 2009?
Nokuti zvinhu zvose zvinoitwa nokuda kwenyu, kuti nyasha zvadzakawanzwa navazhinji, dziwanze kuvonga, kuti Mwari akudzwe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvinhu zvose zvinoitwa nokuda kwenyu, kuti nyasha zvadzakawanzwa navazhinji, dziwanze kuvonga, kuti Mwari akudzwe.