2 Corinthians 4:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana Evaŋgeri yeɗu yakafukidzwa, yakafukidzwa kunaʋanorashika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kunyange zvazvo vhangeri redu rakafukidzwa, rakafukidzwa kuna avo vari kuparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvazvo Shoko redu Rakanaka rakafukidzwa, rakafukidzwa chete kuna vari kuparara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana Vhangeri yedu yakafukidzwa, yakafukidzwa kuna vanorasika;
Shona 2009?
Zvino kana evhangeri yedu yakafukidzwa, yakafukidzwa kuna vanorashika;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana Vhangeri yedu yakafukidzwa, yakafukidzwa kuna vanorasika;