2 Corinthians 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi fuma iyi tinayo mumidziyo yevu, kuti ʋukuru bgesimba bguʋe bgaMŋari, bgurege kuʋa bgeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi upfumi uhu tinaho huri muhari dzevhu, kuratidza kuti simba ramasimba ose nderaMwari, kwete redu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu, kuti ukuru hwesimba huve hwaMwari, hurege kuva hwedu.
Shona 2009?
Asi fuma iyi tinayo mumidziyo yevhu, kuti vukuru bwesimba bwuve bwaMwari, bwurege kuva bwedu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu, kuti ukuru hwesimba huve hwaMwari, hurege kuva hwedu.