2 Corinthians 4:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tinotambudzika pamatiʋi ose, asi hatimanikidzwi; tinokaŋganiswa, asi hatina‐kurasha mŋoyo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinomanikidzwa kumativi ose, asi hatipwanyiwi; tinokanganiswa, asi hatina kuora mwoyo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinotambudzwa nenzira dzakasiyana — siyana asi hatishai pokupunyuka napo, tinoshaiswa mazano asi hatirasi mwoyo;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tinotambudzika pamativi ose, asi hatimanikidzwi; tinokanganiswa, asi hatina kurasa mwoyo;
Shona 2009?
Tinotambudzika pamativi ose, asi hatimanikidzwi; tinokanganiswa, asi hatina kurasha moyo;
Shona SUB 2002 Bible
Tinotambudzika pamativi ose, asi hatimanikidzwi; tinokanganiswa, asi hatina kurasa mwoyo;