2 Corinthians 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ruɗo rwaKristu runotimanikidza; ɀatinoziʋa cinhu ici kuti mumŋe wakafira ʋose, ɀino ʋose ʋakafa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza, nokuti tinoziva mumwe chete akafira vose, uye naizvozvo vose vakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero chacho ndechokuti rudo rwaKristu ndirwo runotimanikidza kuita zvinhu nokuti zvatakatoona ndezvokuti, munhu mumwechete akafira vanhu vose, naizvozvo vanhu vose vakafawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza; zvatinoziva chinhu ichi kuti mumwe akafira vose, zvino vose vakafa;
Shona 2009?
Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza; zvatinoziva chinhu ichi kuti mumwe wakafira vose, zvino vose vakafa;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza; zvatinoziva chinhu ichi kuti mumwe akafira vose, zvino vose vakafa;