2 Corinthians 5:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino iye wakafira ʋose, kuti aʋo ʋanorarama ʋarege kuzoɀiraramira iʋo, asi uyo wakafa nokumutswa nokuɗa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye iye akafira vose, uye naizvozvo vose havachafaniri kuzviraramira pachavo asi iye akavafira uye akamutswazve kubva kuvakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akafira vanhu vose kuti vanorarama varege kuzviraramira asi kuti vararamire iye akavafira akamutswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino iye akafira vose, kuti avo vanorarama varege kuzozviraramira ivo, asi uyo akafa nokumutswa nokuda kwavo.
Shona 2009?
zvino iye wakafira vose, kuti avo vanorarama varege kuzozviraramira ivo, asi uyo wakafa nokumutswa nokuda kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
zvino iye akafira vose, kuti avo vanorarama varege kuzozviraramira ivo, asi uyo akafa nokumutswa nokuda kwavo.