2 Corinthians 5:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tinotsuŋga mŋoyo ʋo, ticiti ɀirinani tirege kugara pamuʋiri, kuti tigare kunaShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoti tinotsunga mwoyo, kuti, zviri nani kubva mumuviri uye ndive kumusha naShe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takatsunga mwoyo kwazvo zvokuti tinoona zviri nani kuti titosiya musha womumuviri tichindoita musha wedu naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tinotsunga mwoyo, tichiti zviri nani tirege kugara mumuviri, kuti tigare kuna Ishe.
Shona 2009?
tinotsunga moyovo, tichiti zvirinani tirege kugara pamuviri, kuti tigare kunaShe.
Shona SUB 2002 Bible
tinotsunga mwoyo, tichiti zviri nani tirege kugara mumuviri, kuti tigare kuna Ishe.