2 Corinthians 6:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Nokuti iye unoti: Ndakakunzwa iwe neŋguʋa yakafanira, Ndakakuɓatsira pazuʋa rokuponeswa; tarirai, ɀino iŋguʋa yakafanira; tarirai, ɀino ndiro zuʋa rokuponeswa.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti iye anoti, “Ndakakunzwa panguva yenyasha dzangu, uye pazuva roruponeso ndakakubatsira.” Ndinokuudzai, zvino nguva yenyasha dzaMwari, zvino ndiyo nguva yoruponeso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anoti, “Nenguva yakafanira ndakakunzwa, nezuva reruponeso ndakakubatsira, chinzwa, ino ndiyo nguva yacho yakafanira, irori ndiro zuva roruponeso.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Nokuti iye anoti, “Ndakakunzwa iwe nenguva yakafanira, Ndakakubatsira pazuva rokuponeswa;” tarirai, zvino inguva yakafanira; tarirai, zvino ndiro zuva rokuponeswa.)
Shona 2009?
(Nokuti iye unoti: Ndakakunzwa iwe nenguva yakafanira, Ndakakubatsira pazuva rokuponeswa; Tarirai, zvino inguva yakafanira; tarirai, zvino ndiro zuva rokuponeswa.)
Shona SUB 2002 Bible
(Nokuti iye anoti, “Ndakakunzwa iwe nenguva yakafanira, Ndakakubatsira pazuva rokuponeswa.” Tarirai, zvino inguva yakafanira; tarirai, zvino ndiro zuva rokuponeswa.)