2 Corinthians 6:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hatigumbusi ʋamŋe necinhu, kuti kushumira kweɗu kurege kuɀidzwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hatiisi chigumbuso munzira yomunhu, kuti ushumiri hwedu hurege kuzvidzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hatiisi chinopingidza munzira yaani nani zvake, kuti muushandiri hwedu musave nechakaipa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hatigumbusi vamwe nechinhu, kuti kushumira kwedu kurege kuzvidzwa;
Shona 2009?
Hatigumbusi vamwe nechinhu, kuti kushumira kwedu kurege kuzvidzwa;
Shona SUB 2002 Bible
Hatigumbusi vamwe nechinhu, kuti kushumira kwedu kurege kuzvidzwa;