2 Corinthians 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi paɀinhu ɀose tinoɀiratidza saʋashumiri ʋaMŋari, pakutsuŋgirira kukuru, panhamo, pakushaiwa, pamaɗambudziko,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi savaranda vaMwari tinozvirumbidza pane zvakanaka munzira dzose: mukutsungirira kukuru; mumatambudziko; kuomerwa, uye nenhamo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi isu savaranda vaMwari tinoratidza izvi nenzira dzose nokutirira kwakaomarara nomukutambudzika mune zvinonetsa nomupfumvu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi pazvinhu zvose tinozviratidza savashumiri vaMwari, pakutsungirira kukuru, panhamo, pakushayiwa, pamadambudziko,
Shona 2009?
asi pazvinhu zvose tinozviratidza savashumiri vaMwari, pakutsungirira kukuru, panhamo, pakushaiwa, pamatambudziko,
Shona SUB 2002 Bible
asi pazvinhu zvose tinozviratidza savashumiri vaMwari, pakutsungirira kukuru, panhamo, pakushayiwa, pamatambudziko,