2 Corinthians 6:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokukudzwa, nokusakudzwa, neguhu rakaipa, neguhu rakanaka; saʋanyeŋgeri, asi tiri ʋeɀokwaɗi heɗu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mukukudzwa nomukusakudzwa, muguhu rakaipa neguhu rakanaka; tiri vechokwadi, asi tichionekwa savanyengeri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mukuremekedzwa nomukusaremekedzwa, mukushorwa nomukukudzwa. Tinotorwa savanhu vanonyepera kuva zvavasiri asi tiri pachokwadi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokukudzwa, nokusakudzwa, neguhu rakaipa, neguhu rakanaka; savanyengeri, asi tiri vechokwadi hedu;
Shona 2009?
nokukudzwa, nokusakudzwa, neguhu rakaipa, neguhu rakanaka; savanyengeri, asi tiri vechokwadi hedu;
Shona SUB 2002 Bible
nokukudzwa, nokusakudzwa, neguhu rakaipa, neguhu rakanaka; savanyengeri, asi tiri vechokwadi hedu;