2 Corinthians 7:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemhaka iyi isu tinonyaradzwa; ɀino pakunyaradzwa kweɗu takafara ɀikuru kwaɀo pamsoro pomufaro waTito, nokuti mŋeya wake wakasimbiswa nemi mose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvi zvose tinokurudzirwa. Pamusoro pokukurudzirwa kwedu, takanyanya kufadzwa zvikuru nokuona mufaro wakanga una Tito, nokuti mweya wake wakasimbiswa nemi mose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro isu zvinotinyaradza. Pamusoro pokunyaradzwa kwedu ikoko, takatofara zvikuru kwazvo nokufara kwaTitosi, nokuti imi mose makamugadzanisa hana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemhaka iyi isu tinonyaradzwa; zvino pakunyaradzwa kwedu takafara zvikuru kwazvo pamusoro pomufaro waTito, nokuti mweya wake wakasimbiswa nemi mose.
Shona 2009?
Nemhaka iyi isu tinonyaradzwa; zvino pakunyaradzwa kwedu takafara zvikuru kwazvo pamusoro pomufaro waTito, nokuti mweya wake wakasimbiswa nemwi mose.
Shona SUB 2002 Bible
Nemhaka iyi isu tinonyaradzwa; zvino pakunyaradzwa kwedu takafara zvikuru kwazvo pamusoro pomufaro waTito, nokuti mweya wake wakasimbiswa nemi mose.