2 Corinthians 7:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nehanya dzake dzawedzerwa kwamuri, aciraŋgarira kuterera kwenyu mose, pamakamugamucira napo nokutya nokuɗeɗera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye rudo rwake kwamuri rukuru kwazvo paanorangarira kuti mose makanga muchiteerera, pamakamugamuchira nokutya nokudedera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anobva atorwa mwoyo chaizvo nemi kana oyeuka kuteerera kwenyu mose uye kumugamuchira kwamakaita muchimuremekedza nokumukudza zvakaperera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nehanya dzake dzawedzerwa kwamuri, achirangarira kuteerera kwenyu mose, pamakamugamuchira napo nokutya nokudedera.
Shona 2009?
Nehanya dzake dzawedzerwa kwamuri, achirangarira kuteerera kwenyu mose, pamakamugachira napo nokutya nokudedera.
Shona SUB 2002 Bible
Nehanya dzake dzawedzerwa kwamuri, achirangarira kuteerera kwenyu mose, pamakamugamuchira napo nokutya nokudedera.