2 Corinthians 8:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tinokuziʋisai, hama dzaŋgu, nyasha dzaMŋari dzakapiwa pakereke dzeMakedonia;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvino, hama, tinoda kuti muzive pamusoro penyasha dzakapiwa naMwari kukereke dzeMasedhonia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tingade kuti muzive, hama dzangu, nezvenyasha dzaMwari dzakaratidzwa mumasangano okuMasedhonia
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tinokuzivisai, hama dzangu, nyasha dzaMwari dzakapiwa pakereke dzeMakedhonia;
Shona 2009?
Zvino tinokuzivisai, hama dzangu, nyasha dzaMwari dzakapiwa pakereke dzeMakedhonia;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tinokuzivisai, hama dzangu, nyasha dzaMwari dzakapiwa pachechi dzeMasedhonia;