2 Corinthians 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pacinhu ici ndinokuʋudzai kufuŋga kwaŋgu; nokuti ɀicakuɓatsirai, nokuti ndimi makataŋgira vamŋe makei, musiŋgaiti ɓedzi, asi muciɗa ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye herino zano rangu pane zvichakubatsirai pachinhu ichi: Gore rakapera makava vokutanga kwete pakupa chete asiwo pakuva nechishuvo chokuzviita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye panezvizvi ndinokubairai zanhi ndichiti, zviri nani kwamuri kuti mupedzise zvamakatanga kuita gore rakapera, kusiri kungoita chete asi kuva nechido chokuzviita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pachinhu ichi ndinokuudzai kufunga kwangu; nokuti zvichakubatsirai, nokuti ndimi makatangira vamwe makei, musingaiti bedzi, asi muchidawo.
Shona 2009?
Pachinhu ichi ndinokuvudzai kufunga kwangu; nokuti zvichakubatsirai, nokuti ndimi makatangira vamwe makei, musingaiti bedzi, asi muchidavo.
Shona SUB 2002 Bible
Pachinhu ichi ndinokuudzai kufunga kwangu; nokuti zvichakubatsirai, nokuti ndimi makatangira vamwe makei, musingaiti bedzi, asi muchidawo.