2 Corinthians 8:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino pedzisai kuita ʋo; seɀamakaŋga munomŋoyo unoɗa, saiɀoɀo pedzisai ʋo pamunogona napo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pedzisai basa, kuitira kuti shungu dzenyu dzokuda kuita izvi, dzienzaniswe nokuzvizadzisa kwenyu, maererano napamunogona napo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino, chipedzisai basa iroro kuti kuripedzisa kwenyu kuenzane neshungu dzenyu dzokuda kuriita maererano nezvamunazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino pedzisai kuitawo; sezvamakanga muno mwoyo unoda, saizvozvo pedzisaiwo pamunogona napo.
Shona 2009?
Asi zvino pedzisai kuitavo; sezvamakanga munomoyo unoda, saizvozvo pedzisaivo pamunogona napo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino pedzisai kuitawo; sezvamakanga muno mwoyo unoda, saizvozvo pedzisaiwo pamunogona napo.