2 Corinthians 8:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Wakaʋuŋganidza ɀizhinji, haana‐kusarirwa necinhu; naiye wakaʋuŋganidza ɀishoma, haana‐kushaiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Akaunganidza zvakawanda haana kuva nezvakawandisa, uye akaunganidza zvishoma haana kuva nezvishoma shoma.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi uyo akakohwa zvakawanda haana kuva nezvakapfurikidza, uyowo akakohwa zvishoma haana chaakashaiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Wakaunganidza zvizhinji, haana kusarirwa nechinhu; naiye akaunganidza zvishoma, haana kushayiwa.”
Shona 2009?
sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Wakavunganidza zvizhinji, haana kusarirwa nechinhu; naiye wakavunganidza zvishoma, haana kushaiwa.
Shona SUB 2002 Bible
sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Wakaunganidza zvizhinji, haana kusarirwa nechinhu; naiye akaunganidza zvishoma, haana kushayiwa.”