2 Corinthians 8:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀisati ɀiri iɀoɀo ɓeɗzi, asi iye wakasanaŋgurwa ʋo nekereke kuti atiperekedze paɓasa iri renyasha, rinoitwa nesu, kuti iye Mŋari akudzwe, ʋuye kuɗa kwomŋoyo weɗu kuratidzwe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazvisizvo zvoga, akasarudzwawo nekereke kuti atiperekedze pakutakura chipo, chatiri kundopa kuti tikudze Ishe pachake uye kuti tiratidze shungu dzedu dzokuda kubatsira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hazvisiri izvo zvoga, asi kuti akatosarudzwa namasangano kuti atiperekedze mubasa iri romwoyochena ratiri kuitira mbiri yaTenzi uyewo kuratidza mwoyo unoda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvisati zviri izvozvo bedzi, asi iye akasanangurwawo nekereke kuti atiperekedze pabasa iri renyasha, rinoitwa nesu, kuti iye Mwari akudzwe;
Shona 2009?
zvisati zviri izvozvo bedzi, asi iye wakasanangurwavo nekereke kuti atiperekedze pabasa iri renyasha, rinoitwa nesu, kuti iye Mwari akudzwe; uye kuda komoyo wedu kuratidzwe;
Shona SUB 2002 Bible
zvisati zviri izvozvo bedzi, asi iye akasanangurwawo nechechi kuti atiperekedze pabasa iri renyasha, rinoitwa nesu, kuti iye Mwari akudzwe;