2 Corinthians 8:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinopupura, kuti ʋakapa nokuɗa kwaʋo paʋakagona napo, kunyaŋge kupfuʋura paʋakagona napo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinopupura kuti vakapa napavaigona napo, uye kunyange kutopfuura pavaigona napo. Vakaita zvose izvi nokuda kwavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakapa vakasununguka sokugona kwavo zvandingatopupurawo uye zvaitopfuura zvavaikwanisa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinopupura, kuti vakapa nokuda kwavo pavakagona napo, kunyange kupfuura pavakagona napo;
Shona 2009?
Nokuti ndinopupura, kuti vakapa nokuda kwavo pavakagona napo, kunyange kupfuvura pavakagona napo;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinopupura, kuti vakapa nokuda kwavo pavakagona napo, kunyangwe kupfuura pavakagona napo;