2 Corinthians 8:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakakumbira nokunyeŋgetera kukuru kwatiri kuti tiʋatendere kuita ɓasa iri renyasha nokusoŋgana pakushumira ʋatȿene;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakakumbirisa kwazvo kwatiri kuti vawane mukana wokugoverana nesu muushumiri uhu kuvatsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachititeterera kwazvo kuti vabatsire vatsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakakumbira nokunyengetera kukuru kwatiri kuti tivatendere kuita basa iri renyasha nokusangana pakushumira vatsvene;
Shona 2009?
vakakumbira nokunyengetera kukuru kwatiri kuti tivatendere kuita basa iri renyasha nokusongana pakushumira vatsvene;
Shona SUB 2002 Bible
vakakumbira nokunyengetera kukuru kwatiri kuti tivatendere kuita basa iri renyasha nokusangana pakushumira vatsvene;