2 Corinthians 8:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
haʋana‐kuita seɀatakafuŋga ɓedzi, asi iʋo ʋakataŋga kuɀipa kunaShe, nokwatiri, nokuɗa kwaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye havana kuita sezvataifunga bedzi, asi kuti vakazvipa ivo pachavo kutanga kuna Ishe teverezvo vakapa kwatiri maererano nokuda kwaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo zvakanga zviri zvinhu zvatakanga tisingambotarisira asi vakatanga vazvipira kuna Mwari, mushure maizvozvo nokuda kwaMwari, vakazvipirawo kwatiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
havana kuita sezvatakafunga bedzi, asi ivo vakatanga kuzvipa kuna ishe, nokwatiri, nokuda kwaMwari.
Shona 2009?
havana kuita sezvatakafunga bedzi, asi ivo vakatanga kuzvipa kunaShe, nokwatiri, nokuda kwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
havana kuita sezvatakafunga bedzi, asi ivo vakatanga kuzvipa kuna ishe, nokwatiri, nokuda kwaMwari.