2 John 1:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mumŋe aciʋuya kwamuri, asiŋgaʋuyi nokudzidzisa uku, musamugamucira mumba, kana kuti kwaari, Kwaziwa!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akauya kwamuri uye asingauyi nedzidziso iyi, musamupinza mumba menyu kana kumugamuchira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mumwe munhu akauya kwamuri aine chidzidziso chakasiyana nechichi musamupinze mumba kana kumukwazisa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mumwe achiuya kwamuri, asingauyi nokudzidzisa uku, musamugamuchira mumba, kana kuti kwaari, “Kwaziwai!”
Shona 2009?
Kana mumwe achivuya kwamuri, asingavuyi nokudzidzisa uku, musamugamuchira mumba, kana kuti kwaari, Kwaziwa!
Shona SUB 2002 Bible
Kana mumwe achiuya kwamuri, asingauyi nokudzidzisa uku, musamugamuchira mumba, kana kuti kwaari, “Kwaziwai!”