2 John 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unoti kwaari, Kwaziwa! unofambidzana naye pamaɓasa ake akaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anomugamuchira anogovana naye mubasa rake rakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anomukwazisa anodyidzana naye mubasa rake rakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anoti kwaari, “Kwaziwai!” Anofambidzana naye pamabasa ake akaipa.
Shona 2009?
Nokuti unoti kwaari kwaziwai unofambidzana naye pamabasa ake akaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anoti kwaari, “Kwaziwai!” Anofambidzana naye pamabasa ake akaipa.