2 John 1:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyasha, neŋgoni, norugare ɀicaʋa nesu, ɀinobva kunaMŋari Ƃaɓa, nokunaJesu Kristu, Mŋanakomana waƂaɓa, muɀokwaɗi noruɗo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyasha, ngoni norugare zvinobva kuna Mwari Baba nokuna Jesu Kristu, Mwanakomana waBaba, zvichava nesu muchokwadi nomurudo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyasha netsitsi norugare ngazvive nesu zvichibva kuna Mwari Baba uye kuna Jesu Kristu Mwanakomana waBaba muchokwadi uye murudo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyasha, nengoni, norugare zvichava nesu, zvinobva kuna Mwari Baba, nokuna Jesu Kristu, Mwanakomana waBaba, muchokwadi norudo.
Shona 2009?
Nyasha,nengoni,nerugare zvichava nesu, zvinobva kuna Mwari Baba nokunaShe Jesu Kristu, Mwanakomana waBaba, muchokwadi norudo.
Shona SUB 2002 Bible
Nyasha, nengoni, norugare zvichava nesu, zvinobva kuna Mwari Baba, nokuna Jesu Kristu, Mwanakomana waBaba, muchokwadi norudo.