2 John 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinofara ɀikuru, nokuti ndakawana ʋamŋe ʋana ʋenyu ʋacifamba muɀokwaɗi, seɀatakarairwa naƂaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakandifadza zvikuru kuwana vamwe vana venyu vachifamba muchokwadi, sezvatakarayirwa naBaba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakafara kwazvo kuona vamwe vana venyu vachitevera chokwadi sokuudzwa kwatakaitwa naBaba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinofara zvikuru, nokuti ndakawana vamwe vana venyu vachifamba muchokwadi, sezvatakarayirwa naBaba.
Shona 2009?
Ndinofara zvikuru, nokuti ndakawana vamwe vana venyu vachifamba muchokwadi, sezvatakarairwa naBaba.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinofara zvikuru, nokuti ndakawana vamwe vana venyu vachifamba muchokwadi, sezvatakarayirwa naBaba.