2 John 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀicenjerei imi, kuti murege kurashikirwa neɀatakaɓatira, asi kuti mupiwe muɓairo wakakwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchenjere kuti murege kurasikirwa nezvamakashandira, asi kuti mugopiwa mubayiro wakakwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichenjererei kuti murege kurasikirwa nezvamakashandira asi kuti muwane mubayiro uzere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvichenjerei imi, kuti murege kurashikirwa nezvatakabatira, asi kuti mupiwe mubayiro wakakwana.
Shona 2009?
Zvichenjererei imi, kuti murege kurashikirwa nezvatakabatira, asi kuti mupiwe mubairo wakakwana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvichenjerei imi, kuti murege kurashikirwa nezvatakabatira, asi kuti mupiwe mubairo wakakwana.