2 Kings 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Eria akapindura, akati kwaʋari: Kana ndiri munhu waMŋari, mŋoto ŋgauɓuruke kuɗeŋga, ukuparadze iwe naʋanhu ʋako ʋanamakumi mashanu. Ipapo mŋoto waMŋari ukaɓuruka kuɗeŋga, ukamuparadza iye naʋanhu ʋake ʋanamakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Eria akati kwaari, “Kana ndiri munhu waMwari, moto ngauburuke uchibva kudenga ukuparadze iwe navanhu vako vana makumi mashanu.” Ipapo moto waMwari wakaburuka uchibva kudenga ukamuparadza iye navanhu vake makumi mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Eriya akavapindura achiti, “Kana ini ndiri munhu waMwari, moto ngautozomoke kudenga uparadze iyewe namakumi mashanu ako.” Moto waMwari wakatozomoka kudenga ndokumuroromesa iye namakumi mashanu ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Eria akapindura, akati kwavari, “Kana ndiri munhu waMwari, moto ngauburuke kudenga, ukuparadze iwe navanhu vako vana makumi mashanu.” Ipapo moto waMwari ukaburuka kudenga, ukamuparadza iye navanhu vake vana makumi mashanu.
Shona 2009?
Eria akapindura, akati kwavari, "Kana ndiri munhu waMwari, moto ngauburuke kudenga, ukuparadze iwe navanhu vako vana makumi mashanu." Ipapo moto waMwari ukaburuka kudenga, ukamuparadza iye navanhu vake vana makumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Eriya akapindura, akati kwavari, “Kana ndiri munhu waMwari, moto ngauburuke kudenga, ukuparadze iwe navanhu vako vana makumi mashanu.” Ipapo moto waMwari ukaburuka kudenga, ukamuparadza iye navanhu vake vana makumi mashanu.