2 Kings 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, mŋoto wakaɓuruka kuɗeŋga, ukapisa ʋakuru ʋaʋiri ʋaʋanamakumi mashanu ʋokutaŋga naʋanhu ʋaʋo ʋanamakumi mashanu; naiɀoɀo ʋupenyu bgaŋgu ɀino ŋgaciʋe cinhu cinokosha pamberi penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai moto wakabva kudenga ukaparadza vakuru vaviri vokutanga navanhu vavo vose. Asi zvino upenyu hwangu ngahuve chinhu chinokosha pamberi penyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezvi moto wakatozomoka kudenga ukaroromesa vatungamiriri vaye vaviri vezvikwata zvavarwi zvaiva makumi mashanu makumi mashanu pamwechete navanhu vavo, zvino ingobataiwo waro upenyu hwangu sechinhu china maturo kwamuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, moto wakaburuka kudenga, ukapisa vakuru vaviri vavana makumi mashanu vokutanga navanhu vavo vana makumi mashanu; naizvozvo upenyu hwangu zvino ngachive chinhu chinokosha pamberi penyu.”
Shona 2009?
Tarirai, moto wakaburuka kudenga, ukapisa vakuru vaviri vavana makumi mashanu vokutanga navanhu vavo vana makumi mashanu; naizvozvo upenyu hwangu zvino ngachive chinhu chinokosha pamberi penyu."
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, moto wakaburuka kudenga, ukapisa vakuru vaviri vavana makumi mashanu vokutanga navanhu vavo vana makumi mashanu; naizvozvo upenyu hwangu zvino ngachive chinhu chinokosha pamberi penyu.”