2 Kings 1:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa waJehova akati kunaEria: Ƃuruka naye, usamutya hako. Akasimuka, akaenda naye kunamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mutumwa waJehovha akati kuna Eria, “Buruka pamwe chete naye; usamutya.” Naizvozvo Eria akasimuka akaenda naye kuna mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waTenzi ndokubva ati kuna Eriya, “Dzika zvako naye, usamutye.” Saizvozvo akasimuka akadzika naye kuna mambo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa waJehovha akati kuna Eria, “Buruka naye, usamutya hako.” Akasimuka, akaenda naye kuna mambo.
Shona 2009?
Ipapo mutumwa waJehovha akati kuna Eria, "Buruka naye, usamutya hako." Akasimuka, akaenda naye kuna mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa waJehovha akati kuna Eriya, “Buruka naye, usamutya hako.” Akasimuka, akaenda naye kuna mambo.