2 Kings 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Ɀanzi naJehova: Ɀawakatuma nhume kundobvunza Baari‐zebubi, mŋari weEkroni, asi hapanaMŋari here pakati paIsraeri, wauŋgabvunza shoko rake? Naiɀoɀo hauŋgaɓuruki ɀe pamubeda wawakwira, asi ɀirokwaɀo ucafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaudza mambo kuti, “Zvanzi naJehovha: Imhaka yokuti muIsraeri hamuna Mwari here zvawatuma nhume kundobvunza Bhaari-zebhubhi, mwari weEkironi? Nokuti waita izvi, hauchambobva pamubhedha pawakarara. Zvirokwazvo uchafa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati kuna mambo, “Zvanzi naTenzi, ‘Wakatumaka iwe nhume kundobvunzira kuna Bhaarizebhubhu mwari weEkironi, zvinoreva here kuti muIsiraeri muno hamusisina Mwari wokunzwa kuti anoti kudii nazvo? Naizvozvo hausi kuzoburuka pamubhedha pacho pawava, uchatopafa chete.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Zvanzi naJehovha, ‘Zvawakatuma nhume kundobvunza Bhaarizebhubhi, mwari weEkironi, asi hapana Mwari here pakati peIsiraeri, waungabvunza shoko rake? Naizvozvo haungaburukizve pamubhedha wawakwira, asi zvirokwazvo uchafa.’ ”
Shona 2009?
Akati kwaari, "Zvanzi naJehovha, `Zvawakatuma nhume kundobvunza Bhaarizebhubhi, mwari weEkironi, asi hapana Mwari here pakati paIsiraeri, waungabvunza shoko rake? Naizvozvo haungaburukizve pamubhedha wawakwira, asi zvirokwazvo uchafa.'
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Zvanzi naJehovha, ‘Zvawakatuma nhume kundobvunza Bhaarizebhubhi, mwari weEkironi, asi hapana Mwari here pakati peIsiraeri, waungabvunza shoko rake? Naizvozvo haungaburukizve pamubhedha wawakwira, asi zvirokwazvo uchafa.’ ”