2 Kings 1:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mamŋe maɓasa aAhazia aakaɓata, haana‐kunyorwa here mubuku yamakoronike amadzimambo aIsraeri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, mabasa akaitwa pamazuva okutonga kwaAhazia, nezvaakaita iye hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eIsraeri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzezvaAhaziya dzezvaakaita dzakanyorwa wani muBhuku reNhoroondo raMadzimambo okwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mamwe mabasa aAhazia aakabata, haana kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo aIsiraeri?
Shona 2009?
Mamwe mabasa aAhazia aakabata, haana kunyorwa here mubhuku yaMakoronike amadzimambo aIsiraeri?
Shona SUB 2002 Bible
Mamwe mabasa aAhazia aakabata, haana kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo aIsiraeri?