2 Kings 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova: Hauŋgaɓuruki ɀe pamubeda wawakwira, asi ɀirokwaɀo ucafa. Eria akabva.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Hauchabva pamubhedha pawakarara ipapo. Zvirokwazvo uchafa!’ ” Naizvozvo Eria akaenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka naizvozvo zvanzi naTenzi, ‘Hausi kuzoburuka pamubhedha pacho pawava uchatofa chete.’ ” Eriya ndokuenda zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Haungaburukizve pamubhedha wawakwira, asi zvirokwazvo uchafa.’ ” Eria akabva.
Shona 2009?
Naizvozvo zvanzi naJehovha, Haungaburukizve pamubhedha wawakwira, asi zvirokwazvo uchafa.' " Eria akabva.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Haungaburukizve pamubhedha wawakwira, asi zvirokwazvo uchafa.’ ” Eriya akabva.