2 Kings 1:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Murume, wakaʋuya akasoŋgana nemi, akakuʋudzai mashoko awo, wakaŋga akaɗiniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akavabvunza akati, “Ko, murume akauya akasangana nemi akakutaurirai izvi akanga akadini?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akavati, “Ko anga ari murume akaita sei asangana nemi akakutaurirai izvozvi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Akati kwavari, ‘Murume, wakauya akasangana nemi, akakuudzai mashoko awo, wakanga akadiniko?’ ”
Shona 2009?
"Akati kwavari, Murume, wakauya akasangana nemi, akakuudzai mashoko awo, wakanga akadiniko?' "
Shona SUB 2002 Bible
“Akati kwavari, ‘Murume, wakauya akasangana nemi, akakuudzai mashoko awo, wakanga akadiniko?’ ”