2 Kings 10:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehu akasoŋgana naʋanuŋuna ʋaAhazi mambo waJuda, akati: Ndimi aniko? Iʋo ʋakapindura, ʋakati: Tiri ʋanuŋuna ʋaAhazia, toɓuruka kundokwazisa ʋana ʋamambo naʋana ʋaʋahosi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akasangana nehama dzaAhazia mambo weJudha akavabvunza akati, “Ndimi vanaaniko?” Ivo vakati, “Tiri hama dzaAhazia, tauya kuzokwazisa mhuri dzamambo nedzamambokadzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akasangana nehama dzaAhaziya mambo wokwaJudha akati, “Ndimi vanaaniko?” Ivo vakati, “Isu tiri hama dzokwaAhaziya tauya kuzoshanyira vanakomana vamambo nevanakomana vaamai vamambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehu akasangana navanun'una vaAhazi mambo waJudha, akati, “Ndimi aniko?” Ivo vakapindura, vakati, “Tiri vanun'una vaAhazia, toburuka kundokwazisa vana vamambo navana vavahosi.”
Shona 2009?
Jehu akasangana navanun'una vaAhazi mambo waJudha, akati, "Ndimi aniko?" Ivo vakapindura, vakati, "Tiri vanun'una vaAhazia, toburuka kundokwazisa vana vamambo navana vavahosi."
Shona SUB 2002 Bible
Jehu akasangana navanun'una vaAhazi mambo waJudha, akati, “Ndimi aniko?” Ivo vakapindura, vakati, “Tiri vanun'una vaAhazia, toburuka kundokwazisa vana vamambo navana vavahosi.”