2 Kings 10:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ʋaɓatei ʋari ʋapenyu. Ʋakaʋaɓata ʋari ʋapenyu, ʋakaʋaʋuraya padziʋa reimba paʋaiʋeʋura makwai, ʋarume ʋaiʋa ʋanamakumi manna naʋaʋiri; haana‐kusiya mumŋe waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarayira akati, “Vatorei vari vapenyu!” Naizvozvo vakavatora vari vapenyu vakandovauraya patsime rapaimba yaiveurirwa makwai, varume makumi mana navaviri. Haana kusiya mupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti, “Vabatei vari vapenyu kudai.” Vakavabata vari vapenyu kudaro vakavaurayira kumugodhi wokuBhetiekedhi vaiva makumi mana avanhu ana vanhu vaviri hapana waakasiya ari mupenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Vabatei vari vapenyu.” Vakavabata vari vapenyu, vakavauraya padziva reimba pavaiveura makwai, varume vaiva vana makumi mana navaviri; haana kusiya mumwe wavo.
Shona 2009?
Iye akati, "Vabatei vari vapenyu." Vakavabata vari vapenyu, vakavauraya padziva reimba pavaiveura makwai, varume vaiva vana makumi mana navaviri; haana kusiya mumwe wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Vabatei vari vapenyu.” Vakavabata vari vapenyu, vakavauraya padziva reimba pavaiveura makwai, varume vaiva vana makumi mana navaviri; haana kusiya mumwe wavo.