2 Kings 10:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Hendei, undoʋona kushiŋgaira kwandinoshiŋgairira Jehova nako. Naiɀoɀo ʋakamufambisa muŋgoro yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehu akati kwaari, “Uya uone kushingairira kwangu Jehovha.” Ipapo akafamba naye mungoro yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati, “Handei undoona shungu dzangu naTenzi.” Vakabva vamukwidza mungoro make.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Hendei, undoona kushingaira kwandinoshingairira Jehovha nako.” Naizvozvo vakamufambisa mungoro yake.
Shona 2009?
Akati, "Hendei, undoona kushingaira kwandinoshingairira Jehovha nako." Naizvozvo vakamufambisa mungoro yake.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Hendei, undoona kushingaira kwandinoshingairira Jehovha nako.” Naizvozvo vakamufambisa mungoro yake.