2 Kings 10:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehu akaʋuŋganidza ʋanhu ʋose, akati kwaʋari: Ahabi wakashumira Baari ɀishoma, asi Jehu ucamushumira kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehu akaunganidza vanhu vose pamwe chete akati kwavari, “Ahabhu akashumira Bhaari zvishoma; Jehu achamushumira zvakanyanya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehu akazounganidza vanhu vose akati kwavari, “Kunamata Bhaari kwaiita Ahabhu kwaiva kushoma kuye, ini Jehu ndichamunamata zvikuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehu akaunganidza vanhu vose, akati kwavari, “Ahabhi wakashumira Bhaari zvishoma, asi Jehu uchamushumira kwazvo.
Shona 2009?
Ipapo Jehu akaunganidza vanhu vose, akati kwavari, "Ahabhi wakashumira Bhaari zvishoma, asi Jehu uchamushumira kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehu akaunganidza vanhu vose, akati kwavari, “Ahabhi wakashumira Bhaari zvishoma, asi Jehu uchamushumira kwazvo.