2 Kings 10:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ciɀitsaurirai mŋanakomana watenzi wenyu wakaiȿo‐naka wakakwana kukunda ʋamŋe, mumugadze pacigaro coʋushe caɓaɓa ʋake, murwire imba yatenzi wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
sarudzai mwanakomana watenzi wenyu akanaka, uye anokudzwa kukunda vose mugomugadza pachigaro choushe chababa vake. Ipapo mugorwira imba yatenzi wenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mobva matosarudza mwana watenzi wenyu murume uno chaiye akasvika mumugadze pachigaro chababa wake choumambo, mutorwira umambo hwemba yababa wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
chizvitsaurirai mwanakomana watenzi wenyu wakaisvonaka wakakwana kukunda vamwe, mumugadze pachigaro choushe chababa vake, murwire imba yatenzi wenyu.”
Shona 2009?
chizvitsaurirai mwanakomana watenzi wenyu wakaisvonaka wakakwana kukunda vamwe, mumugadze pachigaro choushe chababa vake, murwire imba yatenzi wenyu."
Shona SUB 2002 Bible
chizvitsaurirai mwanakomana watenzi wenyu wakaisvonaka wakakwana kukunda vamwe, mumugadze pachigaro choushe chababa vake, murwire imba yatenzi wenyu.”