2 Kings 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iʋo ʋakaŋga ʋacitya kwaɀo, ʋakati: Madzimambo maʋiri akaŋga asiŋgagoni kumukunda, ɀino isu ticamukunda seiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakavhunduka vakati, “Kana madzimambo maviri asina kumukunda, isu tingamugona seiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vakabva vabatwa nokutya kwakanyanyisa kwazvo vakati, “Onaika kuti madzimambo maviri aya akakundika kumirisana naJehu ko kutozoti isusu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ivo vakanga vachitya kwazvo, vakati, “Madzimambo maviri akanga asingagoni kumukunda, zvino isu tichamukunda seiko?”
Shona 2009?
Asi ivo vakanga vachitya kwazvo, vakati, "Madzimambo maviri akanga asingagoni kumukunda, zvino isu tichamukunda seiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Asi ivo vakanga vachitya kwazvo, vakati, “Madzimambo maviri akanga asingagoni kumukunda, zvino isu tichamukunda seiko?”