2 Kings 10:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fume maŋgwana akaɓuɗa, akandomira’po, akati kuʋanhu ʋose: Imi hamunemhoȿa henyu; tarirai, ndini ndamukira tenzi waŋgu, ndikamuʋuraya; asi ndianiko waʋuraya aʋa ʋose?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana Jehu akamuka akabuda. Akamira pamberi pavanhu vose akati kwavari, “Imi hamuna mhosva. Ndini ndakamukira tenzi wangu ndikamuuraya, asi ndiani auraya ava vose?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwanani acho akabuda akamirapo akataurira vanhu vose kuti, “Imi hamuna mhosva. Ini ndini ndakapandukira tenzi wangu ndikamuuraya. Ko akaurayawo vose ava ndiani?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fume mangwana akabuda, akandomirapo, akati kuvanhu vose, “Imi hamune mhosva henyu; tarirai, ndini ndamukira tenzi wangu, ndikamuuraya; asi ndianiko auraya ava vose?
Shona 2009?
Fume mangwana akabuda, akandomirapo, akati kuvanhu vose, "Imi hamune mhosva henyu; tarirai, ndini ndamukira tenzi wangu, ndikamuuraya; asi ndianiko auraya ava vose?
Shona SUB 2002 Bible
Fume mangwana akabuda, akandomirapo, akati kuvanhu vose, “Imi hamuna mhosva henyu; tarirai, ndini ndamukira tenzi wangu, ndikamuuraya; asi ndianiko auraya ava vose?