2 Kings 11:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ataria wakati acinzwa mhere‐mhere yaʋarindi ʋamambo naʋanhu, akapinda kuʋanhu mumba maJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ataria akati anzwa mheremhere yaiitwa navarindi uye navanhu, akaenda kuvanhu patemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakanzwa Ataria zhowezhowe revachengetedzi nerevanhu akaenda kuimba yaTenzi kuvanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ataria wakati achinzwa mhere-mhere yavarindi vamambo navanhu, akapinda kuvanhu mumba maJehovha.
Shona 2009?
Zvino Ataria wakati achinzwa mheremhere yavarindi vamambo navanhu, akapinda kuvanhu mumba maJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ataria wakati achinzwa mhere–mhere yavarindi vamambo navanhu, akapinda kuvanhu mumba maJehovha.