2 Kings 11:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋakamudziʋirira nzira, akaenda nenzira yaipinda mabiza nayo kumba kwamambo, ndokuʋurayirwa’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vakamubata paakasvika panzvimbo yaipinda namabhiza pamuzinda, vakamuurayira ipapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro vakabata vakapfuura navo pasuo ramabhiza wokupinda nawo mumuzinda wamambo vakavaurayirapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vakamudzivirira nzira, akaenda nenzira yaipinda mabhiza nayo kumba kwamambo, ndokuurayirwapo.
Shona 2009?
Naizvozvo vakamudzivirira nzira, akaenda nenzira yaipinda mabhiza nayo kumba kwamambo, ndokuurayirwapo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vakamudzivirira nzira, akaenda nenzira yaipinda mabhiza nayo kumba kwamambo, ndokuurayirwapo.