2 Kings 11:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋose ʋenyika ʋakaenda kumba kwaBaari, ʋakaiputsa; ʋakaputsanya kwaɀo artari dzake nemifananidzo yake, ʋakaʋuraya Matani muprista waBaari pamberi peartari. Muprista akagadza ʋatariri paimba yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose venyika vakaenda kutemberi yaBhaari vakaiputsira pasi. Vakaputsa aritari dzezvifananidzo uye vakaurayawo Matani, muprista waBhaari, pamberi pearitari. Ipapo Jehoyadha muprista akagadza varindi patemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose venyika iyi vakaenda kumba yaBhaari vakaipaza, neatari dzake. Zvifananidzo zvake vakazvipaza vakauraya Matani mupristi waBhaari pamberi peatari dzacho. Vapristi vaye vakabva vaisa vachengetedzi pamba paTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose venyika vakaenda kumba kwaBhaari, vakaiputsa; vakaputsa kwazvo aritari dzake nemifananidzo yake, vakauraya Matani mupristi waBhaari pamberi pearitari. Mupristi akagadza vatariri paimba yaJehovha.
Shona 2009?
Vanhu vose venyika vakaenda kumba kwaBhaari, vakaiputsa; vakaputsa kwazvo aritari dzake nemifananidzo yake, vakauraya Matani muprista waBhaari pamberi pearitari. muprista akagadza vatariri paimba yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vose venyika vakaenda kumba kwaBhaari, vakaiputsa; vakaputsa kwazvo atari dzake nemifananidzo yake, vakauraya Matani mupristi waBhaari pamberi peatari. Mupristi akagadza vatariri paimba yaJehovha.