2 Kings 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehosheba mukunda wamambo Jorami, hanɀadzi yaAhazia, wakatora Joashi mŋanakomana waAhazia, akamuɓa pakati paʋanakomana ʋamambo ʋaiʋurawa, iye nomureri wake, mumba mokuʋata; ʋakamuʋanza panaAtaria, naiɀoɀo haana‐kuʋurawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehoshebha, mwanasikana waMambo Jehoramu nehanzvadzi yaAhazia, vakatora Joashi mwanakomana waAhazia ndokumuba kubva pakati pavana voumambo, vakanga vava pedyo nokuurayiwa. Akamuisa muimba yake yokurara nomureri wake achimuvanza kubva pana Ataria; saka haana kuurayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jehoshebha mukunda wamambo Joramu hanzvadzi yaAhaziya akatora Joashi mwanakomana waAhaziya akamusvovesera mumba mokurara iye nomureri wake pakati pavanakomana vamambo vakange voda kuurayiwa. Ndokumuhwandisa kwaakaita kuna Ataria akabva apunyuka kuurayiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehoshebha mukunda wamambo Joramu, hanzvadzi yaAhazia, wakatora Joashi mwanakomana waAhazia, akamuba pakati pavanakomana vamambo vaiurawa, iye nomureri wake, mumba mokuvata; vakamuvanza panaAtaria, naizvozvo haana kuurawa.
Shona 2009?
Asi Jehoshebha mukunda wamambo Joramu, hanzvadzi yaAhazia, wakatora Joashi mwanakomana waAhazia, akamuba pakati pavanakomana vamambo vaiurawa, iye nomureri wake, mumba mokuvata; vakamuvanza panaAtaria, naizvozvo haana kuurawa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehoshebha mukunda wamambo Joramu, hanzvadzi yaAhazia, wakatora Joashi mwanakomana waAhazia, akamuba pakati pavanakomana vamambo vaiurayiwa, iye nomureri wake, mumba mokuvata; vakamuvanza pana Ataria, naizvozvo haana kuurayiwa.